Yeah yeah yeah Kutaura shuwa wakandirwadzisa Apa rudo rwanga rwakutopisa Ukati wakuyenda kaiwe Ukati wakubaya kaiwe Wakandisiya nemavanga Kundisiya nechironda Pafair paya wakandideceiver Ndaitoti mafunny Ndaitoti mafunny Ndakazoona wakupinza phone Uchiti watosvika joni Manje unodzoka rinhi Unodzoka riinhi Uchauya riinhiko Uchauya riinhiko Uchauya riinhiko Uchauya riinhi kuzondiona Uchauya riinhiko Uchauya riinhiko Uchauya riinhiko Uchauya riinhi kuzonditora Asi ndine mubvunzo one Please usautore funny Ndichiri ndega here Ndichiri ndega here Baby ndine mubvunzo Asi please usanditore funny Ndichiri ndega here Ndichiri ndega here Ndikakufunga ndinodeepesa Ehe ndinodeepesa Wakandibelivisa Wakandibelivisa [dzoka mudiwa ahh ahh Dzoka mudiwa ahh ahh Usazondirasise Usazondirasise Usazondirasise Usazondirasise Uchauya riinhiko Uchauya riinhiko Uchauya riinhiko Uchauya riinhi Kuzondiona Uchauya riinhiko Uchauya riinhiko Uchauya riinhiko Uchauya riinhi Kuzonditora
Liberty Wisdom的其他专辑
- 1718899200000
- 1707926400000
- 1698422400000
- 1697904000000
- 1696867200000
- 1696176000000