Kacheche

Kacheche

Haikona kuchiva dzikama Zvinokugumbura fani Wako wekubereka Ukamuona munzira iyoyo Kwausingade wako Unotora wemumwe moenda ikoko Hatichatora chivi sechivi Chero n'anga dzave kuzvitapa Spucky ndini inini chatsva Kachiri kacheche ako Kanoda rudo rwamhamha Usakachengera ako Haikona kuchiva dzimama Uchikaona usati kaita bho Izera remwana wako Zvimwe wongorora usati waita so Zvichaitwa kumwana wako Chokwadi kusiya vana kumba Kuti unotamba nevana Wotora ramangwana Naro kufadza nyama Rudo hapana Kunze kwekuti mutore majana Parasika vana muchiudzana Kwete kuti mwana Akanzwa mafuta emota Yorova hana Kachiri kacheche ako Kanoda rudo rwamhamha Usakachengera ako Haikona kuchiva dzimama Uchikaona usati kaita bho Izera remwana wako Zvimwe wongorora usati waita so Zvichaitwa kumwana wako Mbinga dzinokuwidza mugungwa Achakuburitsa ndiani? Kana ukakurumbidza kufunga Kuzvishandira kuri nani Anokuteya ne Iphone Inova nzira yekukuzora But nhamo Inouya se cyclone Pauchazama kupepuka mangwana Inenge yakwana nguva Kanoda rudo rwamhamha Usakachengera ako Haikona kuchiva dzimama Uchikaona usati kaita bho Izera remwana wako Zvimwe wongorora usati waita so Zvichaitwa kumwana wako Chokwadi kusiya vana kumba Kuti unotamba nevana Wotora ramangwana Naro kufadza nyama Rudo hapana Kunze kwekuti mutore majana Parasika vana muchiudzana Kwete kuti mwana Akanzwa mafuta emota Yorova hana Kachiri kacheche ako Kanoda rudo rwamhamha Usakachengera ako Haikona kuchiva dzimama Uchikaona usati kaita bho Izera remwana wako Zvimwe wongorora usati waita so Zvichaitwa kumwana wako Kanoda rudo rwamhamha Haikona kuchiva dzimama Izera remwana wako Zvichaitwa kumwana wako

Kacheche

Spucky B · 1694793600000

1

Spucky B的其他专辑